Memory Chirere https://ipikai.org/author/memorychirere/ The Story of Zimbabwe in Poetry Thu, 29 Dec 2022 12:39:11 +0000 en-US hourly 1 https://wordpress.org/?v=6.9.4 https://i0.wp.com/ipikai.org/wp-content/uploads/2021/12/cropped-ipikai-favicon.png?fit=32%2C32&ssl=1 Memory Chirere https://ipikai.org/author/memorychirere/ 32 32 200483121 Chiramwiwa https://ipikai.org/issue-3/chiramwiwa/ Thu, 22 Dec 2022 04:43:08 +0000 https://ipikai.org/?p=1378 Mwanangu Chiramwiwaunopindireiko mumadhaka ako iwaya?Wabva wazvizora chiso chose kudai!Wakunge kapoko keparwizi Tiringindikanobvunza vanhu zvitupa kunge kapurisa!Kapoko Magareta kanoshusha vanhu vanozvifambira.Wakubva wanyora madziro ose kuti Chiramwiwa?Pose Chiramwiwa, Chiramwiwa, Chiramwiwa…Ndiani akakupa zita rine chirevo kudai?Pamusuo, pasherufu, pakabati, pachigaravakwati…Inongove Chiramwiwa, Chiramwiwa, Chiramwiwa…Dai uchigona kuvaka mavara taiti zviri nani, Chiramwiwa.Unotokombamisa mavara kunge mabharani wekwaDotito!Mabharani Kadohwata akadzidza nepahwindo!Ndiani angaverenga mabharangisha… Read More »Chiramwiwa

The post Chiramwiwa appeared first on Ipikai Poetry Journal.

]]>
1378
Haina Mavhiri https://ipikai.org/issue-3/haina-mavhiri/ Thu, 22 Dec 2022 04:41:42 +0000 https://ipikai.org/?p=1376 Havazvione kuti haina mavhiri.Kwavari imotokari muzvambarara chaiwo.“Vhuumu!” vanodarovana kana yamuka.Ivo ndivo madhiraivha neinjini zvose.“Vhuumu,” vachikuma kuti iyende mberi.Yave kutokwidza makata mupfungwa dzavo.Ichidya makomo nemiti nenzizi ichienda.“Piipu! Pii-pipipipi!” havade kutsika munhu.Nokuti vanotoziva kuti munhu haatsikwe.“Bhaibhaaaaai!” vachiwonekana nevadikani.“Tichakuunzirai zvinonaka,” ivimbiso iyoyo.“Huuu-uu!” vachienda kunodiwa nemoyo.“Wuuuuuu!” vave kudzika pana Shashi.Pamupata weMavhirivhiri koromo kata.“Hona murungu uyo ari pabhasikoro!”“Hona musikana wandicharoora… Read More »Haina Mavhiri

The post Haina Mavhiri appeared first on Ipikai Poetry Journal.

]]>
1376